Daniel 2:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ciri cifananidzo ici, musoro waco wakaŋga uri wendarama yakaiȿo‐naka, cifuʋa caco namaʋoko aco ɀakaŋga ɀiri ɀesirveri, ɗumbu raco neciʋuno caco ɀakaŋga ɀiri ɀendarira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musoro wechifananidzo ichi wakanga wakaitwa negoridhe rakanatswa, chipfuva chacho namaoko zvakanga zviri zvesirivha; dumbu racho nezvidyiro zvaiva zvendarira,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musoro wezimufananidzo irori wakanga uri wendarama chaiyo yakanakisisa, dundundu raro namaoko ari esirivha, dumbu racho nezvidya zvakanga zviri zvendarira, makumbo aro ari esimbi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana chiri chifananidzo ichi, musoro wacho wakanga uri wendarama yakaisvo‐naka, chipfuva chacho namaoko acho zvakanga zviri zvesirivha, dumbu racho nechiuno chacho zvakanga zviri zvendarira,
Shona 2009?
Kana chiri chifananidzo ichi, musoro wacho wakanga uri wendarama yakaisvo-naka, chipfuva chacho namaoko acho zvakanga zviri zvesirivha, dumbu racho nechiuno chacho zvakanga zviri zvendarira,
Shona SUB 2002 Bible
Kana chiri chifananidzo ichi, musoro wacho wakanga uri wendarama yakaisvo–naka, chipfuva chacho namaoko acho zvakanga zviri zvesirivha, dumbu racho nechiuno chacho zvakanga zviri zvendarira,