Daniel 2:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makaramba mucitarira kuȿikira muciʋona ibge riciʋezwa, asi ɀisiŋgaitwi namaʋoko omunhu, rikaroʋa cifananidzo patsoka dzaco dzaiʋa dzeɗare nevu, rikadziputsa‐putsa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muchakatarisa, makaona ibwe richivezwa, asi kwete namaoko omunhu. Rakarova chifananidzo patsoka dzacho dzesimbi nevhu ndokuzvipwanya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makatarisa kudaro, pakapipfurwa dombo risina kudimurwa namaoko omunhu, rikatema zimufananidzo racho patsoka dzaro idzodzo dzaiti apa ndepesimbi apa ndepomunyakwe rikadzipwanyanisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makaramba muchitarira kusvikira muchiona ibwe richivezwa, asi zvisingaitwi namaoko omunhu, rikarova chifananidzo patsoka dzacho dzaiva dzedare nevhu, rikadziputsa‐putsa.
Shona 2009?
Makaramba muchitarira kusvikira muchiona ibwe richivezwa, asi zvisingaitwi namaoko omunhu, rikarova chifananidzo patsoka dzacho dzaiva dzedare nevhu, rikadziputsa-putsa.
Shona SUB 2002 Bible
Makaramba muchitarira kusvikira muchiona ibwe richivezwa, asi zvisingaitwi namaoko omunhu, rikarova chifananidzo patsoka dzacho dzaiva dzedare nevhu, rikadziputsa–putsa.