Daniel 2:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiɀo ɀamakarota; ɀino ticaɀiɗudzira pamberi pamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uku ndiko kwaiva kurota kwenyu, uye zvino tichakududzira kwamuri mambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Idzodzi ndidzo hope dzacho idzi. Zvino tochikutaurirai, mambo, zvadzinoreva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndizvo zvamakarota; zvino tichazvidudzira pamberi pamambo.
Shona 2009?
"Ndizvo zvamakarota; zvino tichazvidudzira pamberi pamambo.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndizvo zvamakarota; zvino tichazvidudzira pamberi pamambo.