Daniel 2:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akapindura, akati: Ndinoziʋa kwaɀo kuti imi munoŋgotȿaka kuwedzerwa ŋguʋa, nokuti munoʋona kuti shoko iri ratemŋa neni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mambo akapindura akati, “Ndinoziva kwazvo kuti imi munongoda kuwedzera nguva, nokuti munoziva kuti izvi ndizvo zvandatema:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo ndokuti, “Ndazonyatsoziva zvino kuti mava kungovemberedza nguva nokuti maona kuti zvandareva ndezvechokwadi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akapindura, akati, “Ndinoziva kwazvo kuti imi munongotsvaka kuwedzerwa nguva, nokuti munoona kuti shoko iri ratemwa neni.
Shona 2009?
Mambo akapindura, akati, "Ndinoziva kwazvo kuti imwi munongotsvaka kuwedzerwa nguva, nokuti munoona kuti shoko iri ratemwa neni.
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akapindura, akati, “Ndinoziva kwazvo kuti imi munongotsvaka kuwedzerwa nguva, nokuti munoona kuti shoko iri ratemwa neni.