Daniel 3:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋarume aʋa ʋatatu, ʋana‐Shadraki naMeshaki naAbedi‐nego, ʋakawira pasi ʋakasuŋgwa mukati mecoto comŋoto waipfuta kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye varume vatatu ava vakasungwa zvakasimba, vakawira mumoto unopfuta kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume vatatu ivava vanaShadhiraki naMeshaki naAbhedhinego vakawira muvira romoto unopisa vakasungwa kudaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varume ava vatatu, vana Shadhiraki naMeshaki naAbhedhinego, vakawira pasi vakasungwa mukati mevira romoto waipfuta kwazvo.
Shona 2009?
Varume ava vatatu, vana Shadhireki naMisheki naAbhedhinego, vakawira pasi vakasungwa mukati mevira romoto waipfuta kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Varume ava vatatu, vana Shadhiraki naMeshaki naAbhedhinego, vakawira pasi vakasungwa mukati mevira romoto waipfuta kwazvo.