Daniel 3:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino muɗanidziri wakaɗanidzira aciti: Munorairwa imi ʋanhu, namarudzi, namarimi,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mushamarari akadanidzira zvikuru achiti, “Izvi ndizvo zvamunorayirwa kuti muite, imi vanhu, nemi ndudzi nemi vanhu vemitauro yose:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe webasa rokuzivisa vanhu akabva adaidzira achiti, “Vanhuwee, ndudzi nendudzi, ndimi nendimi! Muri kunzi:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mudanidziri akadanidzira achiti, “Munorayirwa imi vanhu, namarudzi, namarimi,
Shona 2009?
Zvino mudanidziri akadanidzira achiti, "Munorayirwa imwi vanhu, namarudzi, namarimi,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mudanidziri akadanidzira achiti, “Munorayirwa imi vanhu, namarudzi, namarimi,