Daniel 3:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
aninani usiŋgawiri pasi acinamata, neŋguʋa iyo ucawisirwa mukati mecoto comŋoto unopfuta kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ani naani asingawiri pasi achinamata achakandirwa muvira romoto pakarepo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuwana ani zvake anorega kugwadama pasi achipfugama, pakarepo anobva atokandwa muvira romoto unopisa kwazvo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ani naani asingawiri pasi achinamata, nenguva iyo achawisirwa mukati mevira romoto unopfuta kwazvo.”
Shona 2009?
ani naani asingawiri pasi achinamata, nenguva iyo achawisirwa mukati mevira romoto unopfuta kwazvo."
Shona SUB 2002 Bible
ani naani asingawiri pasi achinamata, nenguva iyo achawisirwa mukati mevira romoto unopfuta kwazvo.”