Daniel 3:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino neŋguʋa iyo ʋamŋe ʋaKardea ʋakasweɗera ʋakapomera ʋaJuda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyi vamwe voruzivo nezvenyeredzi vakauya pamberi vakatuka vaJudha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nguva iyoyo ndipo pakauya vamwe vaKaridhea kuzopomera mhosva vaJudha zviri zvoruvengo chairwo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nenguva iyo vamwe vaKaradhea vakaswedera vakapomera vaJudha.
Shona 2009?
Zvino nenguva iyo vamwe vaKaradhea vakaswedera vakapomera vaJudha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nenguva iyo vamwe vaKaradhia vakaswedera vakapomera vaJudha.