Daniel 4:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndiyemi mambo; imi makakura, mukaʋa nesimba, nokuti ʋukuru bgenyu bgakakura, ʋunoȿikira kuɗeŋga, ʋuye ʋushe bgenyu ʋunoȿikira kumugumo wenyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
imi, iyemi mambo, ndimi muti wacho! Mava mukuru uye mune simba; ukuru hwenyu hwakakura kusvika kudenga, uye ushe hwenyu hunosvika kumagumo enyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
muti iwoyo, ndimi, iyemi imi mambo. Makava mukuru mukuru chaiye mukavawo nesimba. Ukuru hwenyu hwakakura zvokutosvika kudenga, umambo hwenyu hwakatosvika nekwakaperera nyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndiyemi mambo; imi makakura, mukava nesimba, nokuti ukuru hwenyu hwakakura, hunosvikira kudenga, uye ushe hwenyu hunosvikira kumugumo wenyika.
Shona 2009?
ndiyemi mambo; imwi makakura, mukava nesimba, nokuti ukuru bwenyu hwakakura, hunosvikira kudenga, uye ushe bwenyu hunosvikira kumugumo wenyika.
Shona SUB 2002 Bible
ndiyemi mambo; imi makakura, mukava nesimba, nokuti ukuru hwenyu hwakakura, hunosvikira kudenga, uye ushe hwenyu hunosvikira kumugumo wenyika.