Daniel 4:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋose ʋagere panyika ʋakaita saʋasinamaturo; iye unoita seɀaanoɗa pahondo yokuɗeŋga, napakati paʋagere panyika; hakunauŋgadzora ruʋoko rwake, kana uŋgati kwaari: Unoiteiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vose venyika havana maturo. Iye anoita sezvaanoda namasimba okudenga uye navanhu venyika. Hakuna munhu angakonesa ruoko rwake kana kuti kwaari, “Waiteiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vagari vapanyika vose zvavo havatomboverengwa sechinhu uye iye anoita zvinhu samadiro ake, mugurusvusvu rezvinhu zvomudenga napakatiwo pavagari vapanyika hapana angapikisane naye pasimba kana kumuti, “Ndicho chii chauri kuita.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vose vagere panyika vakaita savasina maturo; iye anoita sezvaanoda pahondo yokudenga, napakati pavagere panyika; hakuna angadzora ruoko rwake, kana angati kwaari, ‘Unoiteiko?’
Shona 2009?
vose vagere panyika vakaita savasina maturo; iye anoita sezvaanoda pahondo yokudenga, napakati pavagere panyika; hakuna angadzora ruoko rwake, kana angati kwaari, `Unoiteiko?'
Shona SUB 2002 Bible
vose vagere panyika vakaita savasina maturo; iye anoita sezvaanoda pahondo yokudenga, napakati pavagere panyika; hakuna angadzora ruoko rwake, kana angati kwaari, ‘Unoiteiko?’