Daniel 4:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikaʋona kurota kwakandityisa, pfuŋgwa dzaŋgu panhoʋo dzaŋgu, neɀandakaratidzwa mumusoro maŋgu ɀikanditambudza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakarota hope dzakandityisa. Pandakanga ndivete pamubhedha wangu, zvifananidzo nezviratidzo zvakapinda mupfungwa dzangu zvakandivhundutsa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakarota hope dzakandityisa ndirere hangu pamubhedha. Kwakauya pfungwa nezvimwe zvandaioneswa mumusoro mangu zvikabva zvandibvundisa nokutya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikaona kurota kwakandityisa, pfungwa dzangu panhoo dzangu, nezvandakaratidzwa mumusoro mangu zvikanditambudza.
Shona 2009?
Ndikaona kurota kwakandityisa, pfungwa dzangu panhovo dzangu, nezvandakaratidzwa mumusoro mangu zvikanditambudza.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikaona kurota kwakandityisa, pfungwa dzangu panhoo dzangu, nezvandakaratidzwa mumusoro mangu zvikanditambudza.