Daniel 5:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo Bershazari wakaitira madzishe ake anecuru cezana mutambo mukuru, akanwa waini pamberi paiʋo ʋanecuru cezana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo Bherishazari akaitira makurukota chiuru mabiko makuru akanwa waini pamwe chete navo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo Bherishaza akaitira chiuru chamadzimambo ake mabiko makuru kwazvo akanwa waini pamberi pechuru ichocho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo Bheshazari akaitira madzishe ake ane chiuru chezana mutambo mukuru, akanwa waini pamberi paivo vane chiuru chezana.
Shona 2009?
Zvino mambo Bheshazari akaitira madzishe ake ane chiuru chezana mutambo mukuru, akamwa waini pamberi paivo vane chiuru chezana.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo Bheshazari akaitira madzishe ake ane chiuru chezana mutambo mukuru, akanwa waini pamberi paivo vane chiuru chezana.