Daniel 5:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakanzwa ɀako, kuti mŋeya waʋamŋari uri mukati mako, ʋuye kuti ciedza neziʋo nenjere kwadzo ɀinowanikwa mauri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndanzwa kuti mweya wavamwari uri mauri uye kuti unoona zviri mberi, une zivo nouchenjeri hwapamusoro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakanzwa nezvako iwe zvichinzi Mweya waMwari Anoera uri mauri uye kuti chiedza nokunzwisisa noungwaru hwakanakisisa chaizvo zvinowanikwa mauri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakanzwa zvako, kuti mweya wavamwari uri mukati mako, uye kuti chiedza nezivo nenjere kwadzo zvinowanikwa mauri.
Shona 2009?
Ndakanzwa zvako, kuti mweya wavamwari uri mukati mako, uye kuti chiedza nezivo nenjere kwadzo zvinowanikwa mauri.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakanzwa zvako, kuti mweya wavamwari uri mukati mako, uye kuti chiedza nezivo nenjere kwadzo zvinowanikwa mauri.