Daniel 5:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino nokuɗa kwoʋukuru, bgaakamupa, ʋanhu ʋose namarudzi ose namarimi ose ʋakaɗeɗera nokutya pamberi pake; waiʋuraya waaiɗa kuʋuraya, wairaramisa waaiɗa kuraramisa, waikwiridza waaiɗa kukwiridza, nokuɗeredza waaiɗa kuɗeredza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwechinzvimbo chakakwirira chaakamupa, vanhu vose nendudzi dzose navanhu vemitauro yose vakadedera vakamutya. Avo vaaida kuuraya, aiuraya, avo vaaida kuraramisa aivararamisa; avo vaaida kusimudzira, aisimudzira; uye avo vaaida kuninipisa, aininipisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana poukuruukuru hwaakavapa, marudzi ose zvawo nendudzi dzavanhu, ndimi nendimi vaidedera kuvatya. Vaiti wavada kuuraya vouraya, wavainge vada kurega ari mupenyu vorega zvavo. Wavainge vadawo kusumudzira vaimusumudzira pamusoro. Wavaingewo vada zvavo kudzikisira pasi vaidzikisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino nokuda kwoukuru, hwaakamupa, vanhu vose namarudzi ose namarimi ose vakadedera nokutya pamberi pake; aiuraya waaida kuuraya, airaramisa waaida kuraramisa, aikwiridza waaida kukwiridza, nokuderedza waaida kuderedza.
Shona 2009?
zvino nokuda koukuru, hwaakamupa, vanhu vose namarudzi ose namarimi ose vakadedera nokutya pamberi pake; aiuraya waaida kuuraya, airaramisa waaida kuraramisa, aikwiridza waaida kukwiridza, nokuderedza waaida kuderedza.
Shona SUB 2002 Bible
zvino nokuda kwoukuru, hwaakamupa, vanhu vose namarudzi ose namarimi ose vakadedera nokutya pamberi pake; aiuraya waaida kuuraya, airaramisa waaida kuraramisa, aikwiridza waaida kukwiridza, nokuderedza waaida kuderedza.