Daniel 5:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi mŋoyo wake wakati uciɀikudza, nomŋeya wake uciɀiwomesa, kuȿikira aciita manyawi, wakabviswa pacigaro cake coʋushe, ʋakamutorera kubginya kwake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mwoyo wake wakati wazvikudza uye waomeswa nokuzvikudza, akabviswa pachigaro chake choushe vakamutorera kukudzwa kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pavakazongozvitutumadza vakaomesa mwoyo kuita kwavo kukabva kwava kwokuzvikudza, vakabviswa pachigaro chavo choumambo vakatorerwa mbiri yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi mwoyo wake wakati uchizvikudza, nomweya wake uchizviomesa, kusvikira achiita manyawi, akabviswa pachigaro chake choushe, vakamutorera kubwinya kwake;
Shona 2009?
Asi mwoyo wake wakati uchizvikudza, nomweya wake uchizviomesa, kusvikira achiita manyawi, akabviswa pachigaro chake choushe, vakamutorera kubwinya kwake;
Shona SUB 2002 Bible
Asi mwoyo wake wakati uchizvikudza, nomweya wake uchizviomesa, kusvikira achiita manyawi, akabviswa pachigaro chake choushe, vakamutorera kubwinya kwake;