Daniel 5:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo canza coruʋoko cakatumŋa cicibva kwaari, ɀakanyorwa iɀi ɀikanyorwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo akatumira ruoko rwakanyora zvakanyorwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokusaka kwatumwa chanza chichibva kwaari chikabva chasvikonyora zvakanyorwa izvi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo chanza choruoko chakatumwa chichibva kwaari, zvakanyorwa izvi zvikanyorwa.
Shona 2009?
Naizvozvo chanza choruoko chakatumwa chichibva kwaari, zvakanyorwa izvi zvikanyorwa.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo chanza choruoko chakatumwa chichibva kwaari, zvakanyorwa izvi zvikanyorwa.