Daniel 5:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
TEKERI, iwe wayerwa paciyero, ukawanikwa wakareruka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tekere: Makayerwa pachiyero mukawanikwa makareruka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TEKERI zvinoreva kuti imi pachenyu maerwa pachikero mukawanikwa musina kukwana,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
TEKERE, iwe wayerwa pachiyero, ukawanikwa wakareruka.
Shona 2009?
TEKERE, iwe wayerwa pachiyero, ukawanikwa wakareruka.
Shona SUB 2002 Bible
TEKERE, iwe wayerwa pachiyero, ukawanikwa wakareruka.