Daniel 5:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakanwa waini, ʋakarumbidza ʋamŋari ʋendarama nesirveri nendarira neɗare namatanda namabge.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavakanga vachinwa waini, vakarumbidza vamwari vegoridhe nesirivha, nevendarira, simbi namatanda namabwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakanwa waini vachirumbidza vamwari vendarama nevesirivha nevendarira navamwari vesimbi nevezvimiti navamabwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakanwa waini, vakarumbidza vamwari vendarama nesirivha nendarira nedare namatanda namabwe.
Shona 2009?
Vakamwa waini, vakarumbidza vamwari vendarama nesirivha nendarira nedare namatanda namabwe.
Shona SUB 2002 Bible
Vakanwa waini, vakarumbidza vamwari vendarama nesirivha nendarira nedare namatanda namabwe.