Daniel 5:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ciso camambo cakashanduka maari, pfuŋgwa dzake dzikatambudzwa, ɀifundo ɀeciʋuno cake ɀikasunuŋguka, mabvi ake akaroʋana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chiso chake chakashanduka akatsvukuruka uye akavhunduka zvikuru, mabvi ake akadedera uye makumbo ake akarukutika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akasanduka uso, pfungwa dzikamunetsa mumwoyo, makumbo akarukutika, mabvi ake akarovana nokugwagwadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo chiso chamambo chakashanduka maari, pfungwa dzake dzikatambudzwa, zvipfundo zvechiuno chake zvikasununguka, mabvi ake akarovana.
Shona 2009?
Ipapo chiso chamambo chakashanduka maari, pfungwa dzake dzikatambudzwa, zvipfundo zvechiuno chake zvikasununguka, mabvi ake akarovana.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo chiso chamambo chakashanduka maari, pfungwa dzake dzikatambudzwa, zvipfundo zvechiuno chake zvikasununguka, mabvi ake akarovana.