Daniel 6:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Dariusi wakaʋona kuti ɀakanaka kugadza macinda anezana namakumi maʋiri paʋushe bgake, ʋaifanira kuʋa paʋushe bgose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakafadza Dhariasi kugadza machinda zana namakumi maviri kuti vatonge muushe hwose,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhariusi akaona chiri chinhu chakanaka chokuti agadze madzishe zana namakumi maviri munyika youmambo hwake kuti vave munyika yose zvayo youmambo ihwohwo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhariusi akaona kuti zvakanaka kugadza machinda ane zana namakumi maviri paushe hwake, vaifanira kuva paushe hwose;
Shona 2009?
Zvino Dhariusi akaona kuti zvakanaka kugadza machinda ane zana namakumi maviri paushe hwake, vaifanira kuva paushe hwose;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhariusi akaona kuti zvakanaka kugadza machinda ane zana namakumi maviri paushe hwake, vaifanira kuva paushe hwose;