Daniel 6:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋarume aʋo ʋakaʋuŋgana ʋari ʋazhinji, ʋakawana Danieri acikumbira nokunyeŋgetera pamberi paMŋari wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo varume ava vakaenda vose pamwe chete vakawana Dhanieri achinyengetera, achikumbira kubatsirwa naMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume vaya vakawirirana ndiye unga unga kwaari wanei Dhanieri achinamata achinyengetera kuna Mwari wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo varume avo vakaungana vari vazhinji, vakawana Dhanieri achikumbira nokunyengetera Mwari wake.
Shona 2009?
Ipapo varume avo vakaungana vari vazhinji, vakawana Dhanyeri achikumbira nokunyengetera Mwari wake.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo varume avo vakaungana vari vazhinji, vakawana Dhanieri achikumbira nokunyengetera Mwari wake.