Daniel 6:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋarume aʋa ʋakaʋuŋganira kunamambo ʋari ʋazhinji, ʋakati kunamambo: Ziʋai imi mambo, kuti ndiwo murairo waʋaMedia naʋaPersia, kuti cireʋo cipi necipi kana murau upi noupi wakatemŋa namambo, haɀiŋgashandurwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo varume vakaenda vose pamwe chete kuna mambo vakati kwaari, “Rangarirai imi mambo, kuti maererano nomurayiro wavaMedhia navaPezhia, hakuna chirevo kana mutemo unopiwa namambo unogona kushandurwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume ivava vakarangana kuenda kuna mambo vakati kwaari, “Chizivai mambo kuti, mutemo wavaMidhi navaPezhia wokuti: Hakuna chirevo kana murao unenge wasainwa namambo unozoshandurwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo varume ava vakaunganira kuna mambo vari vazhinji, vakati kuna mambo, “Zivai imi mambo, kuti ndiwo murayiro wavaMedhia navaPeresia, kuti chirevo chipi nechipi kana murau upi noupi wakatemwa namambo, hazvingashandurwi.”
Shona 2009?
Ipapo varume ava vakaunganira kuna mambo vari vazhinji, vakati kuna mambo, "Zivai imwi mambo, kuti ndiwo murayiro wavaMedhia navaPeresia, kuti chirevo chipi nechipi kana murau upi noupi wakatemwa namambo, hazvingashandurwi."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo varume ava vakaunganira kuna mambo vari vazhinji, vakati kuna mambo, “Zivai imi mambo, kuti ndiwo murairo wavaMedhia navaPeresia, kuti chirevo chipi nechipi kana murau upi noupi wakatemwa namambo, hazvingashandurwi.”