Daniel 6:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Dariusi akanyorera ʋanhu ʋose, namarudzi ose, namarimi ose, ʋagere panyika yose, akati: Rugare ŋgaruwanzwe kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mambo Dhariasi akanyorera vanhu vose, nendudzi dzose navanhu vemitauro yose panyika yose achiti, “Mubudirire zvikuru kwazvo!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo mambo Dhariusi akanyorera tsamba kumarudzi ose avanhu nendudzi dzose zvadzo ndimi nendimi dzavagere pasi pano pose achiti: “Dai kwamuri runyararo rwaita muchechetere mvura yeguvi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Dhariusi akanyorera vanhu vose, namarudzi ose, namarimi ose, vagere munyika yose, akati, “Rugare ngaruwanzwe kwamuri.
Shona 2009?
Ipapo Dhariusi akanyorera vanhu vose, namarudzi ose, namarimi ose, vagere munyika yose, akati, "Rugare ngaruwanzwe kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Dhariusi akanyorera vanhu vose, namarudzi ose, namarimi ose, vagere munyika yose, akati, “Rugare ngaruwanzwe kwamuri.