Daniel 6:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Danieri uyu wakapfuʋura ʋamŋe ʋakuru namacinda, nokuti maari makaŋga munomŋeya wakanaka kwaɀo; mambo akaɗa kumuita mukuru woʋushe bgake bgose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Dhanieri akagona akakunda vakuru namachinda mumaitiro ake aishamisa zvokuti mambo akaronga kumugadza kuti ave pamusoro poumambo hwose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Dhanieri iyeyu akava munhu mumwewo chaiye akasiyana navamwe vose zvavo pamadzichangamire iwayo namadzishe acho nokuti maari maiva nomweya wakanaka kwazvo kwazvo. Nokudaro mambo akanga aronga kuti Dhanieri ave ndiye changamire wenyika yose youmambo ihwohwo somukurumukuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhanieri uyu akapfuura vamwe vakuru namachinda, nokuti maari makanga muno mweya wakanaka kwazvo; mambo akada kumuita mukuru woushe hwake hwose.
Shona 2009?
Zvino Dhanyeri uyu akapfuura vamwe vakuru namachinda, nokuti maari makanga muno mweya wakanaka kwazvo; mambo akada kumuita mukuru woushe hwake hwose.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhanieri uyu akapfuura vamwe vakuru namachinda, nokuti maari makanga muno mweya wakanaka kwazvo; mambo akada kumuita mukuru woushe hwake hwose.