Daniel 6:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakuru namacinda ʋakatȿaka mhoȿa yaʋaŋgapomera Danieri pamsoro poʋushe, asi ʋakashaiwa shoko kana mhoȿa, nokuti wakaŋga akatendeka, ʋuye kwakaŋga kusinakutadza kana mhoȿa kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo, vakuru namachinda vakaedza kutsvaka mhosva yavangapomera Dhanieri pamusoro pokufambisa kwake mabasa ehurumende, asi havana chavakagona kuwana. Havana kuwana uori maari, nokuti akanga akatendeka uye pasina uori kana kushaya hanya maari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mamwe madzichangamire aye namadzishe aya vakatsvaga pokuti vamutsvate napo vagowanawo mhosva chaiyowo yokupa Dhanieri ichinangana nezvamatongerwo enyika iyoyo. Asi vakashaya mhosva yokupa Dhanieri kana chaaikanganisa nokuti aiva munhu akatendeseka, asina chaaikanganisa kana kutsveyamisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakuru namachinda vakatsvaka mhosva yavangapomere Dhanieri pamusoro poushe, asi vakashayiwa shoko kana mhosva, nokuti akanga akatendeka, uye kwakanga kusina kutadza kana mhosva kwaari.
Shona 2009?
Ipapo vakuru namachinda vakatsvaka mhosva yavangapomere Dhanyeri pamusoro poushe, asi vakashayiwa shoko kana mhosva, nokuti akanga akatendeka, uye kwakanga kusina kutadza kana mhosva kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakuru namachinda vakatsvaka mhosva yavangapomere Dhanieri pamusoro poushe, asi vakashayiwa shoko kana mhosva, nokuti akanga akatendeka, uye kwakanga kusina kutadza kana mhosva kwaari.