Daniel 6:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋarume aʋa ʋakati: Hatiŋgatoŋgowani shoko pamsoro paDanieri uyu, kana tisiŋgamutȿakiri iro pamsoro pomurairo waMŋari wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakupedzisira varume ava vakati, “Hatingambowani hwaro hwokupomera Dhanieri mhosva kunze kwechinhu chine chokuita nezvomurayiro waMwari wake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume ivavo vakazonyeverana kuti, “Imika; hatimbowana mhosva yokupomera nayo Dhanieri uyu kusatoti taiwana mune zvomutemo waMwari wake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino varume ava vakati, “Hatingatongowani shoko pamusoro paDhanieri uyu, kana tisingamutsvakiri iro pamusoro pomurayiro waMwari wake.”
Shona 2009?
Zvino varume ava vakati, "Hatingatongowani shoko pamusoro paDhanyeri uyu, kana tisingamutsvakiri iro pamusoro pomurayiro waMwari wake."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino varume ava vakati, “Hatingatongowani shoko pamusoro paDhanieri uyu, kana tisingamutsvakiri iro pamusoro pomurairo waMwari wake.”