Daniel 6:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakuru ʋose ʋoʋushe, naʋarairi namacinda namakurukota namadzishe ʋakaraŋgana kuti mambo aite murairo nokutema cireʋo cakasimba, kuti aninani unokumbira cinhu kunamŋari upi noupi kana munhu upi noupi namazuʋa anamakumi matatu, asi kwamuri, imi mambo, awisirwe mugomba reshumba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakuru voushe vatariri, machinda, navapangi vamazano uye vabati vakatenderana vose kuti mambo ngaateme chirevo nokusimbisa chirevo kuti ani naani anonyengetera kuna mwari upi zvake kana munhu pakati pamazuva makumi matatu, kunze kwokwamuri imi mambo, achakandwa mugomba reshumba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose zvavo madzichangamire enyika youmambo huno navatungamiriri namadzishe namakurukota namasadunhu vawirirana kuti mambo ngaaite murao ateme chirevo chokuti: Kwamakumi matatu amazuva hapafaniri kuwanikwa munhu anosvitsa mukumbiro kuna mwari upi noupi zvake kana kumunhu, kusiri kwamuri imi mambo, anofanira kuti akandwe mugomba reshumba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakuru vose voushe, navarayiri namachinda namakurukota namadzishe vakarangana kuti mambo aite murayiro nokutema chirevo chakasimba, kuti ani naani anokumbira chinhu kuna mwari upi noupi kana munhu upi noupi namazuva ana makumi matatu, asi kwamuri, imi mambo, awisirwe mugomba reshumba.
Shona 2009?
Vakuru vose voushe, navarayiri namachinda namakurukota namadzishe vakarangana kuti mambo aite murayiro nokutema chirevo chakasimba, kuti ani naani anokumbira chinhu kuna mwari upi noupi kana munhu upi noupi namazuva ana makumi matatu, asi kwamuri, imwi mambo, awisirwe mugomba reshumba.
Shona SUB 2002 Bible
Vakuru vose voushe, navarayiri namachinda namakurukota namadzishe vakarangana kuti mambo aite murairo nokutema chirevo chakasimba, kuti ani naani anokumbira chinhu kuna mwari upi noupi kana munhu upi noupi namazuva ana makumi matatu, asi kwamuri, imi mambo, awisirwe mugomba reshumba.