Daniel 7:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mhuka idzi huru, idzo inna, ndiwo madzimambo manna acamuka panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
‘Mhuka huru ina ndidzo umambo huna huchamuka panyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
‘Zvikara zvina zvikuru izvozvi, madzimambo mana achamuka panyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mhuka idzi huru, idzo ina, ndiwo madzimambo mana achamuka panyika.
Shona 2009?
Mhuka idzi huru, idzo ina, ndiwo madzimambo mana achamuka panyika.
Shona SUB 2002 Bible
Mhuka idzi huru, idzo ina, ndiwo madzimambo mana achamuka panyika.