Daniel 7:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mhuka huru inna dzikakwira dziciɓuɗa muguŋgwa, dzisina‐kufanana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mhuka huru ina, dzisina kufanana dzakabuda mugungwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokubva mugungwa imomo madzumbunuka zvikara zvina zvakakura chaizvo zvakasiyana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mhuka huru ina dzikakwira dzichibuda mugungwa, dzisina kufanana.
Shona 2009?
Mhuka huru ina dzikakwira dzichibuda mugungwa, dzisina kufanana.
Shona SUB 2002 Bible
Mhuka huru ina dzikakwira dzichibuda mugungwa, dzisina kufanana.