Daniel 8:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rukaɀikudza kuȿikira kumucinda wehondo; rukamutorera cipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose, nɀimbo yeimba yake tȿene ikaputswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rwakazvikudza kuti rukure soMuchinda wehondo, rwakabvisa zvibayiro zvezuva nezuva kubva kwaari, uye nzvimbo yeimba yake tsvene ikaputsirwa pasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kanyanga ikako kakazvitutumadza zvokutosvika kunyange nokuJinda regurusvusvu. Zvokupira kwaari mupiro wokupisa unogaroitwa zvikaregerwa uye Nzvimbo yake Inoera ikakurirwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rukazvikudza kusvikira kumuchinda wehondo; rukamutorera chipiriso chinopiswa nguva dzose, nzvimbo yeimba yake tsvene ikaputswa.
Shona 2009?
Rukazvikudza kusvikira kumuchinda wehondo; rukamutorera chipiriso chinopiswa nguva dzose, nzvimbo yeimba yake tsvene ikaputswa.
Shona SUB 2002 Bible
Rukazvikudza kusvikira kumuchinda wehondo; rukamutorera chipiriso chinopiswa nguva dzose, nzvimbo yeimba yake tsvene ikaputswa.