Daniel 8:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hondo ikamutswa kuzorwa necipiriso cinopiswa ŋguʋa dzose nokuɗa kwokuɗarika; rukawisira pasi ɀokwaɗi, rukafara paneɀose ɀarwakaita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwokumukira, hondo yavatsvene uye chibayiro chamazuva ose zvakapiwa kwarwuri. Rwakabudirira pane zvose zvarwaiita, uye chokwadi chikakandirwa pasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo gurusvusvu riya rakaiswa mumaoko mayo pamwechete nomupiro wokupisa pamusana pouipi. Chokwadi chakakandwa pasi, nyanga iyoyi ikaita zvayaiita zvikabudirira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hondo ikamutswa kuzorwa nechipiriso chinopiswa nguva dzose nokuda kwokudarika; rukawisira pasi chokwadi, rukafara pane zvose zvarwakaita.
Shona 2009?
Hondo ikamutswa kuzorwa nechipiriso chinopiswa nguva dzose nokuda kokudarika; rukawisira pasi chokwadi, rukafara pane zvose zvarwakaita.
Shona SUB 2002 Bible
Hondo ikamutswa kuzorwa nechipiriso chinopiswa nguva dzose nokuda kwokudarika; rukawisira pasi chokwadi, rukafara pane zvose zvarwakaita.