Daniel 8:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwandiri: Kuȿikira maɗekwana namaŋgwanani aneɀuru ɀiʋiri namazana matatu; ipapo nɀimbo tȿene icanatswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kwandiri, “Zvichatora madekwana namangwanai ane zviuru zviviri zvina mazana matatu; ipapo nzvimbo tsvene ichanatswazve.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye ndokuti kwaari, “Zvichapedza zviuru zviviri zvina mazana matatu amanheru namangwanani, Nzvimbo Inoera ndipo paichazochenurwazve yoita chaizvoizvo zvainofanira kunge yakaita.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwandiri, ‘Kusvikira madekwana namangwanani ane zviuru zviviri namazana matatu; ipapo nzvimbo tsvene ichanatswa.’
Shona 2009?
Akati kwandiri, `Kusvikira madekwana namangwanani ane zviuru zviviri namazana matatu; ipapo nzvimbo tsvene ichanatswa.'
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwandiri, ‘Kusvikira madekwana namangwanani ane zviuru zviviri namazana matatu; ipapo nzvimbo tsvene ichanatswa.’