Daniel 8:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikanzwa inzwi romunhu ricibva pakati pe mhenderekedzo dza Urai, riciɗana riciti: Gabrieri, ɗudzira munhu uyu ɀaakaratidzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye ndakanzwa inzwi romunhu richibva kuUrai richidana richiti, “Gabhurieri, taurira munhu uyu zvinoreva chiratidzo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakanzwa izwi romunhu pakati pamahombekombe maviri aUrai richidaidzira kuti, “Gabhurieri tsanangurira munhu uyu anzwisise chiratidzo ichi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikanzwa izwi romunhu richibva pakati pemhenderekedzo dzaUrai, richidana richiti, ‘Gabhurieri, dudzira munhu uyu zvaakaratidzwa.’
Shona 2009?
Ndikanzwa izwi romunhu richibva pakati pemhenderekedzo dzaUrai, richidana richiti, `Gabhurieri, dudzira munhu uyu zvaakaratidzwa.'
Shona SUB 2002 Bible
Ndikanzwa izwi romunhu richibva pakati pemhenderekedzo dzaUrai, richidana richiti, ‘Gabhurieri, dudzira munhu uyu zvaakaratidzwa.’