Daniel 8:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Tarira, ndicakuziʋisa ɀicaʋa’po paŋguʋa yokupedzisira yokutsamŋa kwaJehova, nokuti ndeɀeŋguʋa yakatarwa yokupedzisira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati, “Ndichakuzivisa zvichaitika pakupedzisira munguva yehasha, nokuti chiratidzo ndechenguva yakatarwa yokupedzisira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati: “Chinzwa ndava kukuzivisa zvichazoitika pakupedzesera chaiko kwehasha dzaMwari nokuti ndezvenguva yakatemwa yokumagumo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, ‘Tarira, ndichakuzivisa zvichavapo panguva yokupedzisira yokutsamwa kwaJehovha, nokuti ndezvenguva yakatarwa yokupedzisira.’
Shona 2009?
Akati, `Tarira, ndichakuzivisa zvichavapo panguva yokupedzisira yokutsamwa kwaJehovha, nokuti ndezvenguva yakatarwa yokupedzisira.'
Shona SUB 2002 Bible
Akati, ‘Tarira, ndichakuzivisa zvichavapo panguva yokupedzisira yokutsamwa kwaJehovha, nokuti ndezvenguva yakatarwa yokupedzisira.’