Daniel 8:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ruri runyaŋga rwakavunika, dzimŋe inna dzikaɓuɗa panɀimbo yarwo, ʋushe ʋunna ʋucaɓuɗa parudzi urwo, asi haʋuŋgaʋi nesimba rarwo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyanga ina dzakatsiva ruya rwakavhunuka dzinomirira ushe una huchabuda murudzi rwake asi hahuzovi nesimba rakaenzana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyanga yatyoka iya, ina panzvimbo pakamuka nyanga dzimwe ina, ndihwo umambo huna huchamuka muvanhu vake asi zvisingabve musimba rake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ruri runyanga rwakavhunika, dzimwe ina dzakabuda panzvimbo yarwo, ushe huna huchabuda parudzi urwo, asi haungavi nesimba rarwo.
Shona 2009?
Kana ruri runyanga rwakavhunika, dzimwe ina dzakabuda panzvimbo yarwo, ushe huna huchabuda parudzi urwo, asi haungavi nesimba rarwo.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ruri runyanga rwakavhunika, dzimwe ina dzakabuda panzvimbo yarwo, ushe huna huchabuda parudzi urwo, asi haungavi nesimba rarwo.