Daniel 8:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino paŋguʋa yokupedzisira yoʋushe bgaʋo, kana ʋaɗariki ʋazadza ciyero caʋo, mambo uneciso cinehasha, unoziʋa kuita namano akaipa, ucamuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Panguva yokupedzisira yokutonga kwavo, vapanduki pavachanyanya kuipa, mambo ane chiso chakaomarara, mukuru wouipi, achamuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kumagumo chaiko kwohutongi hwavo, vakaipa pavanengewo zvino vakombodza, kuchazomuka mumwe mambo, munhu ane uso hune chivindi, shasha mumadimikira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino panguva yokupedzisira youshe hwavo, kana vadariki vazadza chiyero chavo, mambo une chiso chine hasha, anoziva kuita namano akaipa, achamuka.
Shona 2009?
"Zvino panguva yokupedzisira youshe hwavo, kana vadariki vazadza chiyero chavo, mambo une chiso chine hasha, anoziva kuita namano akaipa, achamuka.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino panguva yokupedzisira youshe hwavo, kana vadariki vazadza chiyero chavo, mambo une chiso chine hasha, anoziva kuita namano akaipa, achamuka.