Daniel 8:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ikaȿika pagondobge, raiʋa nenyaŋga mbiri, randakaʋona rimire pamberi porwizi, ikamhanyira kwariri nehasha dzesimba rayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Yakauya yakananga kugondohwe raiva nenyanga mbiri randakanga ndaona rimire parutivi rwomugero ndokuritunga zvine hasha kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gotora riya rakasvika kuhondohwe iya yaiva nenyanga mbiri yandakanga ndamboona imire kumahombekombe kwerwizi kuya. Rakamhanyira kwairi nehasha dzakanyanya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ikasvika pagondohwe, raiva nenyanga mbiri, randakaona rimiri pamberi porwizi, ikamhanyira kwariri nehasha dzesimba rayo.
Shona 2009?
Ikasvika pagondobwe, raiva nenyanga mbiri, randakaona rimire pamberi porwizi, ikamhanyira kwariri nehasha dzesimba rayo.
Shona SUB 2002 Bible
Ikasvika pagondohwe, raiva nenyanga mbiri, randakaona rimire pamberi porwizi, ikamhanyira kwariri nehasha dzesimba rayo.