Daniel 9:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, Ishe, inzwai; Ishe, kaŋganwirai; Ishe, tererai, muite; regai kunonoka, nokuɗa kwenyu, imi Mŋari waŋgu, nokuɗa kweguta renyu naʋanhu ʋenyu ʋakatumidzwa zita renyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Ishe, inzwai! Haiwa Ishe kanganwirai! Haiwa Ishe, inzwai muite! Haiwa Mwari wangu, nokuda kwenyu musanonoka, nokuti vanhu venyu neguta renyu vakatumidzwa Zita renyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi inzwai Tenzi regererai. Tirimukai muwane zvamungaite, musanonoke zvenyu, muchizviitiremi, Mwari wangu, nokuti guta renyu navanhu venyu zvinodaidzwa nezita renyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Aiwa, Ishe, inzwai; Ishe, kanganwirai; Ishe, teererai, muite; zvatinokumbira regai kunonoka, nokuda kwenyu, imi Mwari wangu, nokuda kweguta renyu navanhu venyu vakatumidzwa zita renyu.
Shona 2009?
Aiwa, Ishe, inzwai; Ishe, kangamwirai; Ishe, teererai, muite; zvatinokumbira regai kunonoka, nokuda kwenyu, imwi Mwari wangu, nokuda kweguta renyu navanhu venyu vakatumidzwa zita renyu.
Shona SUB 2002 Bible
Aiwa, Ishe, inzwai; Ishe, kanganwirai; Ishe, teererai, muite; zvatinokumbira regai kunonoka, nokuda kwenyu, imi Mwari wangu, nokuda kweguta renyu navanhu venyu vakatumidzwa zita renyu.