Daniel 9:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akandiɗudzira, akataura neni, akati: Danieri, ndaʋuya ɀino kukuʋigira njere nokunzwisisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akandirayira uye akati kwandiri, “Dhanieri, ndauya zvino kuzokupa njere nokunzwisisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akanditsanangurira achiti: “Dhanieri, chandabudira iye zvino kuzokupa ungwaru nokunzwisisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akandidudzira, akataura neni, akati, ‘Dhanieri, ndauya zvino kukuvigira njere nokunzwisisa.
Shona 2009?
Akandidudzira, akataura neni, akati, `Dhanyeri, ndauya zvino kukuvigira njere nokunzwisisa.
Shona SUB 2002 Bible
Akandidudzira, akataura neni, akati, ‘Dhanieri, ndauya zvino kukuvigira njere nokunzwisisa.