Daniel 9:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino iye ucaita suŋgano yakasimba naʋazhinji viki imŋe; pakati peviki ucagumisa ciɓayiro necipo, ɀino muparadzi ucaȿika neɓapiro reɀinonyaŋgadza; kuȿikira pakuguma kwaɀo kwakagara kwatarwa, kutsamŋa kucaɗururirwa pamsoro peɀakaparadzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye achasimbisa sungano navazhinji kwevhiki imwe. Pakati pevhiki achagumisa chibayiro nechipiriso. Uye pano rumwe rutivi rwetemberi achaisa chinyangadzo chinokonzera kuparadzwa, kusvikira kuguma kwakatemwa kwadururirwa pamusoro pake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achaita chitenderano chakasimba navazhinji kwesvondo rimwechete. Kwechikamu chepakati napakati pesvondo racho, achaita kuti zvibayiro nemipiro zvimbomira. Panzvimbo pazvo zvinhu zvinosemesa Mwari parutii rweTemberi pachava nechinosemesa Mwari chiya kusvika kumagumo kusvikira chirevo chokuparadza mharadzi iyoyo chatemwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino iye achaita sungano yakasimba navazhinji vhiki imwe; pakati pevhiki achagumisa chibayiro nechipo, zvino muparadzi achasvika nebapiro rezvinonyangadza; kusvikira pakuguma kwazvo kwakagara kwakatarwa, kutsamwa kuchadururirwa pamusoro pezvakaparadzwa.”
Shona 2009?
Zvino iye achaita sungano yakasimba navazhinji vhiki imwe; pakati pevhiki achagumisa chibayiro nechipo, zvino muparadzi achasvika nebapiro rezvinonyangadza; kusvikira pakuguma kwazvo kwakagara kwakatarwa, kutsamwa kuchadururirwa pamusoro pezvakaparadzwa."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino iye achaita sungano yakasimba navazhinji vhiki imwe; pakati pevhiki achagumisa chibayiro nechipo, zvino muparadzi achasvika nebapiro rezvinonyangadza; kusvikira pakuguma kwazvo kwakagara kwakatarwa, kutsamwa kuchadururirwa pamusoro pezvakaparadzwa.”