Daniel 9:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikarinzira ciso caŋgu kunaShe Mŋari, ndika mu tȿaka nokunyeŋgetera nokukumbira, nokuɀinyima ɀokudya, namasaga namaɗota.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka ndakatendeukira kuna Ishe Mwari ndikamukumbira mukunyengetera nokuteterera, ndichitsanya, uye ndikafuka nguo dzamasaga namadota.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo ndakatarisa kuna Tenzi Mwari ndichimutsvaka nomunamato neminyengetero nokutsanya ndakapfeka hanzu dzemasaga ndakazvidira dota.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikarinzira chiso changu kuna Ishe Mwari, ndikamutsvaka nokunyengetera nokukumbira, nokuzvinyima zvokudya, ndakapfeka masaga ndikazvidira madota.
Shona 2009?
Ndikarinzira chiso changu kuna Ishe Mwari, ndikamutsvaka nokunyengetera nokukumbira, nokutsanya, ndakapfeka masaga ndikazvidira madota.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikaratidza chiso changu kuna Ishe Mwari, ndikamutsvaka nokunyengetera nokukumbira, nokuzvinyima zvokudya, ndakapfeka masaga ndikazvidira madota.