Daniel 9:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
takatadza, takaita ɀisakarurama neɀakashata, takakumukirai, tikatsauka paɀireʋo ɀenyu neɀamakaraira;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
takatadza tikaita zvakaipa. Takaita zvinhu zvakaipa uye takakumukirai; takatsauka tikava kure nemitemo nemirayiro yenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
takatadza, takaita zvakaipa, takakanganisa. Takapanduka tikatsaukana nemitemo nemirao yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
takatadza, takaita zvisakarurama nezvakashata, takakumukirai, tikatsauka pazvirevo zvenyu nezvamakarayira;
Shona 2009?
takatadza, takaita zvisakarurama nezvakashata, takakumukirai, tikatsauka pazvirevo zvenyu nezvamakarayira;
Shona SUB 2002 Bible
takatadza, takaita zvisakarurama nezvakashata, takakumukirai, tikatsauka pazvirevo zvenyu nezvamakarayira;