Daniel 9:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
hatina‐kuterera ʋo ʋaranda ʋenyu ʋaprofita, ʋakataura nezita renyu kunamadzimambo eɗu, namacinda eɗu, namadziɓaɓa eɗu nokuʋanhu ʋose ʋenyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hatina kuteerera varanda venyu vaprofita, vakataura muzita renyu kumadzimambo, machinda edu namadzibaba edu, uye nokuvanhu vose venyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hatina kuteerera varanda venyu vaporofita vaitaura nomuzita renyu kumadzimambo edu nokumachinda edu nokumadzibaba edu uye kuvanhu vose zvavo venyika iyoyi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
hatina kuteererawo varanda venyu vaporofita, vakataura nezita renyu kuna madzimambo edu, namachinda edu, namadzibaba edu nokuvanhu vose venyika.
Shona 2009?
hatina kuteererawo varanda venyu vaporofita, vakataura nezita renyu kuna madzimambo edu, namachinda edu, namadzibaba edu nokuvanhu vose venyika.
Shona SUB 2002 Bible
hatina kuteererawo varanda venyu vaporofita, vakataura nezita renyu kuna madzimambo edu, namachinda edu, namadzibaba edu nokuvanhu vose venyika.