Daniel 9:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, Ishe, kururama kuri kwamuri, asi kwatiri isu kunyara kweɀiso ɀeɗu, sapazuʋa ranhasi; kuʋanhu ʋaJuda, nokunaʋagere Jerusarema, nokuʋaIsraeri ʋose, ʋari pedyo naʋari kure, panyika dzose kwamakaʋadziŋgira, nemhaka yokuɗarika kwaʋakakuɗarikirai imi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ishe, imi makarurama, asi nhasi takafukidzwa nenyadzi, vanhu veJudha navanhu veJerusarema navaIsraeri vose, vari pedyo navose vari kure, munyika dzose kwamakatiparadzira nokuda kwokusatendeka kwedu kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imimi Tenzi, ndimi muridzi woururami asi isusu, uso inyadzi dzoga dzoga sezvazviri pari nhasi kuvanhu vokwaJudha kuvagari veJerusaremu nokuIsiraeri yose zvayo vari padyo navari kure chaiko kunyika dzose zvadzo kwamakavadzingira pamusana pounyengedzi hwavakaita kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Aiwa, Ishe, kururama kuri kwamuri, asi kwatiri isu kunyara kwezviso zvedu, sapazuva ranhasi; kuvanhu vaJudha, nokuna vagere Jerusaremu, nokuvaIsiraeri vose, vari pedyo navari kure, panyika dzose kwamakavadzingira, nemhaka yokudarika kwavakakudarikirai imi.
Shona 2009?
Aiwa, Ishe, kururama kuri kwamuri, asi kwatiri isu kunyara kwezviso zvedu, sapazuva ranhasi; kuvanhu vaJudha, nokuna vagere Jerusaremu, nokuvaIsiraeri vose, vari pedo navari kure, panyika dzose kwamakavadzingira, nemhaka yokudarika kwavakakudarikirai imi.
Shona SUB 2002 Bible
Aiwa, Ishe, kururama kuri kwamuri, asi kwatiri isu kunyara kwezviso zvedu, sapazuva ranhasi; kuvanhu vaJudha, nokuna vagere Jerusaremu, nokuVaIsiraeri vose, vari pedyo navari kure, panyika dzose kwamakavadzingira, nemhaka yokudarika kwavakakudarikirai imi.