Daniel 9:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, Ishe, kunyara kweɀiso kuri kwatiri isu, kumadzimambo eɗu, namacinda eɗu, namadziɓaɓa eɗu, nokuti takakutadzirai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha, isu namadzimambo edu, machinda edu namadzibaba edu takafukidzwa nenyadzi nokuti takakutadzirai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi, kwatiri uso inyadzi dzoga dzoga uye nokumadzimambo edu nokumachinda edu nokumadzibaba edu pamusana pokuti takakutadzirai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Aiwa, Ishe, kunyara kwezviso kuri kwatiri isu, kumadzimambo edu, namachinda edu, namadzibaba edu, nokuti takakutadzirai.
Shona 2009?
Aiwa, Ishe, kunyara kwezviso kuri kwatiri isu, kumadzimambo edu, namachinda edu, namadzibaba edu, nokuti takakutadzirai.
Shona SUB 2002 Bible
Aiwa, Ishe, kunyara kwezviso kuri kwatiri isu, kumadzimambo edu, namachinda edu, namadzibaba edu, nokuti takakutadzirai.