Deuteronomy 1:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukandipindura, mukati: Cinhu ico camataura cakanaka kuti ticiite.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makandipindura muchiti, “Izvo zvamaronga kuti zviitwe zvakanaka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo imi makanditi, ‘Zvamataura zvakanaka kuti tiite.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukandipindura, mukati, ‘Chinhu icho chamataura chakanaka kuti tichiite.’
Shona 2009?
Mukandipindura, mukati, `Chinhu icho chamataura chakanaka kuti tichiite.'
Shona SUB 2002 Bible
Mukandipindura, mukati, ‘Chinhu icho chamataura chakanaka kuti tichiite.’