Deuteronomy 1:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikati kwamuri: Maȿika panyika yamakomo yaʋaAmori, yatinopiwa naJehova Mŋari weɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakati kwamuri, “Masvika munyika yamakomo yavaAmori, yatinopiwa naJehovha Mwari wedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo ndakati kwamuri, ‘Zvino mazosvika kumakomo omunyika yavaAmori yatinopiwa naTenzi Mwari wedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikati kwamuri, ‘Masvika panyika yamakomo yavaAmori, yatinopiwa naJehovha Mwari wedu.
Shona 2009?
Ndikati kwamuri, `Masvika panyika yamakomo yavaAmori, yatinopiwa naJehovha Mwari wedu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikati kwamuri, ‘Masvika panyika yamakomo yaVaAmori, yatinopiwa naJehovha Mwari wedu.