Deuteronomy 1:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo imi makasweɗera mose kwandiri, mukati: Ŋgatitume ʋarume ʋatituŋgamirire, ʋatishorere nyika, ʋagoʋuya kuzotiʋudza nzira yatinofanira kukwira nayo, namaguta aticandoȿika kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo imi mose makauya kwandiri mukati, “Ngatitumei varume vanofanotungamira kuti vatishorere nyika vagodzoka kuzotiudza pamusoro penzira yatingafamba nayo uye namaguta atichandosvika kwaari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mose makauya kwandiri mukati, ‘Ngatitumei varume vanoenda kundotisorera nyika iyoyo, vanozodzoka votiudza nzira yokuenda nayo namaguta atingasvikire.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ipapo imi makaswedera mose kwandiri, mukati, ‘Ngatitume varume vatitungamirire, vatishorere nyika, vagouya kuzotiudza nzira yatinofanira kukwira nayo, namaguta atichandosvika kwaari.’
Shona 2009?
"Ipapo imwi makaswedera mose kwandiri, mukati, `Ngatitume varume vatitungamirire, vatishorere nyika, vagouya kuzotiudza nzira yatinofanira kukwira nayo, namaguta atichandosvika kwaari.'
Shona SUB 2002 Bible
“Ipapo imi makaswedera mose kwandiri, mukati, ‘Ngatitume varume vatitungamirire, vatishorere nyika, vagouya kuzotiudza nzira yatinofanira kukwira nayo, namaguta atichandosvika kwaari.’