Deuteronomy 1:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mukanyunyuta mumatente enyu, mukati: Jehova wakatiʋeŋga, saka wakatiɓuɗisa munyika yeEgipita, kuti atiise mumaʋoko aʋaAmori, kuti atiparadze.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makanyunyuta muri mumatende enyu, mukati, “Jehovha anotivenga; naizvozvo akatibudisa muIjipiti kuti azotiisa mumaoko avaAmori kuti vatiparadze.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makanyunyuta muri mumatendhe enyu muchiti, ‘Tenzi anotivenga, saka akatiburitsa kuIjipiti kuzotiisa mumaoko avaAmori kuti vatiparadze.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mukanyunyuta mumatende enyu, mukati, ‘Jehovha wakativenga, saka wakatibudisa munyika yeIjipiti, kuti atiise mumaoko avaAmori, kuti atiparadze.
Shona 2009?
mukanyunyuta mumatende enyu, mukati, `Jehovha wakativenga, saka wakatibudisa munyika yeIjipiti, kuti atiise mumaoko avaAmori, kuti atiparadze.
Shona SUB 2002 Bible
mukanyunyuta mumatende enyu, mukati, ‘Jehovha wakativenga, saka wakatibudisa munyika yeIjipiti, kuti atiise mumaoko aVaAmori, kuti atiparadze.