Deuteronomy 1:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ticaendepiko? Hama dzeɗu dzanyawusa mŋoyo yeɗu, dziciti: Ʋanhu aʋo ʋanotikunda nokukura nokureɓa; maguta makuru, akakombga namaȿiŋgo anoȿika kuɗeŋga; ʋuye, takaʋonako ʋana ʋaEnaki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tichaendepiko? Hama dzedu dzatiita kuti tiore mwoyo. Dzinoti, ‘Vanhu vacho vanotikunda pasimba napakureba; maguta acho makuru uye ane masvingo akareba zvokusvika kudenga. Takaona kunyange navaAnaki ikoko.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino toendepiko? Hama dzedu dzatiodza mwoyo dzichiti, Vanhu veko ihofori dzavanhu, vakareba kupfuura isu. Maguta avo makuru ane nhungamakore dzamasvingo. Takaonawo hofori dzokwaAnakimu dziriko.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino tichaendepiko? Hama dzedu dzanyawusa mwoyo yedu,’ dzichiti, ‘Vanhu avo vanotikunda nokukura nokureba; maguta makuru, akakombwa namasvingo anosvika kudenga; uye, takaonako vana vaEnaki.’
Shona 2009?
Zvino tichaendepiko? Hama dzedu dzanyawusa moyo yedu,' dzichiti, `Vanhu avo vanotikunda nokukura nokureba; maguta makuru, akakombwa namasvingo anosvika kudenga; uye, takaonako vana vaEnaki.'
Shona SUB 2002 Bible
Zvino tichaendepiko? Hama dzedu dzanyawusa mwoyo yedu,’ dzichiti, ‘Vanhu avo vanotikunda nokukura nokureba; maguta makuru, akakombwa namasvingo anosvika kudenga; uye, takaonako vana vaAnaki.’